Bhaibheri

Yedzai Kuchengeta Humwe Hwomuviri

Catholic · Nziyo · 1115

P. Pise

Chorus

M Yedzai kuchengetedza humwe hwomuviri V: S/A Humwe hunopiwa kwamuri namweya muchisungatidzwa pamwechete, itiranai rudo rudo muchibatsirana mumwe nomumwe wenyu B Humwe humwe chete namweya muchisungatidzwa norugare, itiranai rudo rudo-o muchibatsirana mumwe nomumwe wenyu

1

Kune muviri mumwe nokutenda kumwe chete

2

Sezvo Mwari akakudaidzai kuti muve netariro imwe chete yakakodzera kudaidzwa kwenyu

Chorus

S/A Ivai vanhu vakazvirereka navakativa muve noupenyu hwakakodzera kudaidzwa kwenyu B --- Ivai vanhu vakazvirereka vakapfava kuti muve noupenyu hwakakodzera kudaidzwa kwenyu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.