L. Nyatwa
Chorus
M Yesu akadana vadzidzi gumi navaviri V: S/A Ndokuvapa simba rokudzinga mashave, simba rokurapa zvirwere zvose nezvitenda zvose zvinorwadza muviri, ndokuvapa simba simba rokudzinga zvitenda zvose B Ndokuvapa simba vadzidzi vake, simba rokurapa zvirwere zvose nezvitenda zvose zvinorwadza, Yesu akavapa simba rokudzinga zvitenda zvose
1
Yesu ndokuti kwavari
2
Endai munoparidza kuti ushe
3
Munoparidza kuhwai dzakarasika
4
Rapai vanorwara nokudzinga mashave
5
Dzingai mweya yakaipa namasimba aMwari
6
Munhu anoshanda anofanira kupiwa mubairo
Chorus
S/A Ushe hwokudenga hwava pedyo ushe hwava pedyo ushe hwokudenga B Ushe hwokudenga ushe ushe hwava pedyo ushe ushe hwokudenga
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.