Sr Lioba Gana (LCBL)
Chorus
M: Yesu akataurira vadzidzi vake achiti V: All Ani nani anondiramba pamberi pavanhu acharambwawo, pamberi pengirozi dzaMwari
1
Kana vanhu vachikukwirirai kumaSinagogo regai kuzvidya mwoyo
2
Uyezve munhu ari wose anorevera mwanakomana womunhu izwi rakaipa
3
Ucharegererwa asi anenge ashora Mweya Mutsvene haaregererwi
Chorus
All Regai kuzvidya moyo muchiti tichapindura sei Kana kuti tichataurei nokuti nenguva yakareyo Mweya Mutsvene achakudzidzisai zvamunofanira kutaura
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.