Bhaibheri

Yesu Akati Panguva Iyoyo

Catholic · Nziyo · 1129

C. Maturure

Chorus

M: Yesu akati panguva iyoyo, Panguva iyoyo V: S/A Ndinokuvongai Baba Tenzi vokudenga napasi pose B --- Ndinokuvongai Baba Tenzi vokudenga napasi pose

1

Baba vangu vakandipa zvinhu zvose

2

Hapana munhu anoziva Baba kunze kwomwana woga

3

Uye hapana munhu anoziva mwana kunze kwaBaba voga

Chorus

S/A Hongu Baba nokuti makasarudza kuita izvi nokuda kwenyu B Hongu Baba --- makasarudza kuita izvi nokuda kwenyu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.