Sr. Matthias Kuzwayo (HLMC)
Chorus
M Yesu akati kuvadzidzi vake Kudavira & Chorus: S/A Endai munoparidzira vanhu kuti ushe hwokudenga hwava pedyo B Endai --- paridzira --- kuti ushe hwava pedyo
1
Imi rapayi vanorwara muchimutsa vakafa rapayi vana maperembudzi muchidzinga mashavi
2
Musaende muine ndarama kana nesirivha kana nemari zvayo muhomwe dzenyu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.