S. Mubayiwa
Chorus
M: S/A Yesu akava munhu Kudavira & Chorus: S/A Mwari Baba mwanakomana wenyu Yesu akava munhu asi munhu wenhamo namatambudziko tinokutendai Baba zvamakatipa mununuri wakadai wakatambudzikira isu vatadzi B --- Mwana wenyu Yesu-o akava munhu-u we-nhamo-o namatambudziko Baba zvamakatipa-a mununuri wakadai-i wakatambudzikira isu vatadzi-i
1
Chipiyaniso chake-e chakatiwanira nzira yokuenda nayo kudenga
2
Chikatigonesa kuva vana vake zvakare
3
Yesu tinoda kufamba zvino panzira yenyu-u yechipiyaniso
4
Tinokumbirisa-a tinokumbira mutiregererewo matadzo edu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.