Bhaibheri

Yesu Anokomborera Vana Vaduku

Catholic · Nziyo · 1132

S. Mubaiwa

Chorus

M: Yesu anokomborera vana vaduku V: S/A Vanhu vakauya-a, navana vavo vaduku-u, kuti vaise maoko pamusoro pavo-o, asi vadzidzi vake-e, vakavarambidza B Vanhu vakauya-a navana vavo vaduku-u, maoko ake pamusoro pavo vana-a, vadzidzi vakavarambiza

1

Ipapo Yesu akati

2

Nokuti umambo hwokudenga ndehwavanhu vakadai

Chorus

S/A --- Regai vana vaduku vauye kwandiri-i, musavarambidza B Regai --- vana vaduku vauye kwandiri regai, musavarambidza

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.