Bhaibheri

Zuva Romugumo

Catholic · Nziyo · 1211

S. Hwata

Chorus

M: Zuva romugumo V: S/A Zuva romugumo, chinhu chinotyisa-a pachadederesa, zuva romugumo B Zuva romugumo --- chinotyisa-a, panotonga Mwari --- romugumo

1

Tiri pano pasi, tinovanzirana zvinhu

2

Kunyika yemberi zvichavanzanurwa zvose

3

Tiri pano pasi, tingavanze zvitema

4

Asi kuna Mwari, zvose zviri pachena

5

Zuva rokutongwa tichabvunzisiswa naShe

6

Magariro edu ataiita tiri panyika

Chorus

S/A Pinduka mutadzi-i pinduka --- nguva uchinayo hameno, zvimwe uchamira padare B --- Mutadzi pinduka, nhasi --- mangwana hameno --- uchamira padare

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.