Bhaibheri

Zvinhu Zvose Pasi Pano

Catholic · Nziyo · 1215

E. Musungo

Chorus

M: S/A Zvinhu zvose pasi pano zvine nguva yazvo V: S/A Mwari ndiye anoronga, nguva yazvose zvinoitika, pasi pano-o Mwari anoronga zvose B Mwari ndiye anoronga nguva-ha zvose zvinhu zvinoitika pasi Mwari anoronga zvose

1

Mwari anoronga nguva yokufara nguva yokuchema yokuberekwa nokufa-ha

2

Ndiye anoronga-zve-he nguva yokusima nokudzipura uye nguva yokuporesa-ha

3

Chinhu chimwe chete chinodiwa naMwari ndechokuti timude

4

Zvinhu zvose zvinoitwa naMwari zvinogara nariini – nariini

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.