S.T. Taoneyi
Chorus
M: Imbirai Tenzi imi vanhu V: S/A Imbai imi vanhu, farai pururudzayi nomoyo wenyu wose B Imi imbayi pururudzirayi wenyu wose
1
Tenzi azogumisa kurangwa kwenyu azobvisa mhandu dzenyu dzose
2
Tenzi Mambo anemi simba rake richaita kuti mukunde
3
Tenzi Mwari anemi hapachina chokutya zvino
Chorus
S/A Imbayi pururudzayi nokufara B Imi imbayi pururudzayi noku-fara
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.