H.A.C. Matias
Chorus
M: Imi amai Maria-aa makakomborerwa V: S/A Makapihwa naMwari kuvatadzi navatsvene, makakomborerwa mai Maria, rufaroii nechitarisiro chamunopa, avo vanovimba netsitsi dzaKristo B Makapihwa naMwari kuvanhu vose, makakomborerwa – Maria, rufaroi nechitarisiro chamunopa --- Maria makakomborerwa
1
Ndinokudai somwana mudiki, ndinodokwairira rudo rwenyu Maria 2 Kunyangwe zvangu ndisingakodzeri amaii, ndiwanireiwo rudo rwokuda Mwari narwo (Change of Drums)
Chorus
S/A Makanakisa-a, makapfava Maria, hapana watingaenzanisa norunako rwenyu, muzere netsitsi, norupfave-he amai-hi --- rambai muchindireverera B --- Makanakisa makapfavisa Maari-a, hakuna akaita semi --- tsitsi norupfave amaiii rambaaaaaai muchindireverera
2
Nokuti Mwari akandida kubva pakutangaha, rambai muchindireverera
3
Imi amai vasina rusaruro, rambai muchindirevereraHazvina kumbonzwika kana nakare kose-he kuti mutadzi anochema ari
4
patsoka dzenyu, akashaya rubatsiro
5
Makapona Yesu mwanakomana waMwari woga, ndiye akatiponesa Mariaaaaa
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.