M. Chiwanza
Chorus
M Imi makati pana vaviri kana va-tatu muzita rangu ini ndichavapoo V: S/A Pana vavaviri kana vatatu muzita rangu ini ndichavapo --- Baba ivai-i nesu pose patinoungana–a, tichida kurumbidza zita renyu-u Baba vadiwa B --- Mwari mutipewo ruvheneko rwenyu --- patinoungana --- imi Mwari --- Baba vadiwa mitipewo ruvheneko rwenyu --- patinoungana ivai nesu --- Baba vadiwa
Chorus
S/A --- Kwete --- kwezviso chete asi pakugarisana navamwe --- ti-vewo namagari-i-ro echiKristo B Tiiteiwo vakanaka --- kwete kunaka kwezviso chete --- pakugarisana navamwe uye patsika --- namagari-i-ro echiKristo
1
Mwari tinokumbira kuti, mutikombore-rewo isu vana venyu
2
Tinokumbira kuti mutipewo masimba, okukunda miedzo yapasi pano
3
Tibvisireiwo shanje, nohusimbee mukati medu Mwari Baba
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.