Bhaibheri

Imi Varombo Makakomborerwa

Catholic · Nziyo · 151

G.S. Wenzeri

Chorus

M: Imi varombo makakomborerwa Varombo makakomborerwa V: S/A Makakomborererwa imi varombo --- nokuti umambo hwedenga ndohwenyu-u, makakomborerwa imi mune nzara nenyota muchazogutswa B Imi varombo --- imi --- ma – komborerwa --- makakomborerwa imi mune nzara yoururami muchazogutswa

1

Farai kana vanhu vachikuvengai

2

Vachikupomerai zvakaipa pamusana pangu

3

Nyangwe zvose izvi dziri nhema

4

Mubairo wenyu mukuru kudenga

Chorus

S/A Imi munotambudzwa pamusana pokuita zvinoda Mwari, munonzwira vamwe tsitsi makakomborerwa Mwari vachakunzwiraiwo tsitsi B Imi munotambudzwa pamusana pokuita zvinoda Mwari --- vamwe tsitsi makakomborerwa --- nzwiraiwo tsitsi

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.