H.N. Machacha
Chorus
M: S/A Imi Yesu makati V: All Regai vaduku vauye kwandiri musavarambidza nokuti umambo hwedenga ndohwavakadai
1
Zvino vakanga vauya navacheche kwaari asi vadzidzi vakavatuka
2
Kuti agoisa maoko ake pamusoro pake
3
Yesu akazviona akati regai vadiki vauye --- kwandiri
Chorus
S/A Zvirokwazvo ndinoti kwamuri asingagamuchiri --- ushe hwaMwari somuduku haangatopindi ma-huri B Regai vana, regai vana vauye kwandiri musava-rambidza nokuti humambo hwedenga ndohwavakadai
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.