Bhaibheri

Ipai Rutendo

Catholic · Nziyo · 161

M. Makamure

Chorus

M: Ipai rutendo V: All Kuna Mambo wakanaka M: Mambo V: All Tsitsi dzake hadziperi

1

Ndiye woga anoita manenji makuru --- Ndiye wakasika denga noungwaru

2

Ndiye wakasika nyika nemvura --- Ndiye wakakunda,masimba asatani

3

Wakasunungura vanhu vake kuzvivi --- Wakaita izvi nesimba rake oga

4

Ndiye wakatipa mvura yebhapatisimo --- Munova ndimo munoponeswa vatenderi

5

Munova ndimo munonyudzwa huipi --- Wakatibatsira vanhu vake munhamo

6

Wakatirwira kuvavengi vavo --- Ndokuvapa nyika yavakapikira

Chorus

All Mambo moyochena --- tsitsi dzake hadzi-peri

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.