Bhaibheri

Ipapo Mwari Aripowo

Catholic · Nziyo · 164

T.M. Dunduru

Chorus

M: Ipapo Mwari aripowo V: S/A Pane chido norudo ipapo Mwari aripowo alleluia pane chido norudo B --- Pane chido norudo ipapo Mwari aripowo --- pane chido norudo

1

Anogara achibereka, vana vako vazhinji

2

Uchaona vana vavana vako, uye norugare

3

Vachaimba vachireva nzira dzaMwari, nokuti mbiri yake ihuru

4

Uchaona chikomborero chaMwari, mazuva ose orupenyu rwako

5

Nokuti Mwari ari kumusoro, kunyange zvakadaro ane hanya navanhu vose

6

Rudo rwaKristo rwakatiunganidza pamwe chete, ngatipembere nokufara naye

Chorus

S Mukadzi wako achava somuzambirika, pamadziro eimba yako B --- Wako achava somuzambirika, chido norudo eimba yako

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.