L. Mupungu
Chorus
M Ivai nomwoyo murefu tirirai Kudavira & Chorus: S/A Mukudanwa kwenyu tirirai ivai nomwoyo murefu tirirai B Tirirai tirirai ivai nomwoyo murefuu tirirai
1
Zvirerekei muna zvose muregererane zvikanganiso
2
Chimirirai kugara makabatana sokupiwa kwamunoitwa naMweya
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.