R. Musiiwa
Chorus
M: Ivai norufaro-ho hama dzangu V: S/A Ivai norufaro-o kana muchipinda muzviedzo, zviedzo zvizhinji, nokuti kana mukaedzwa mukutenda kwenyu munozogona kutsungirira B Hama dzangu ivai norufaroho, hama dzangu iva norufaroho, nokuti kana mukaedzwa, mukaedzwa munozogona kutsungirira
1
Kana mumwe wenyu asina uchenjeri ngaakumbire kuna Mwari agopihwa
2
Ngaakumbire kuna Mwari nokuti anopa vanhu vose zvakawanda asinganyunyuti
3
Munhu iyeye ngaarege kufunga kuti anozopiwa chinhu naTenzi
4
Munhu iyeye ane mwoyo miviri anoshanduka mukuita kwake.
Chorus
S/A Asi ngaakumbire mukutenda, ngaarege kukumbira achizeeza nokuti munhu anozeza anofanana namafungu omugungwa anosaidzirwa nemhepo B Ngaakumbire mukutenda, ngaarege kukumbira achizeza --- munhu anozeza anofanana namafungu --- anosaidzirwa nemhepo.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.