C. Takura
Chorus
M Iye anouya muzita raMambo V: S/A Ngaakudzwe Mwari watishanyirawo, anouya muzita raMambo Mwari, ngaakudzwe Mwari Alleluya B Ngaakudzwe iye Mwari, Mwari watishanyirawo anouya muzita raMambo
1
Uyai marudzi ose pfugamirai Mambo Yesu Kristo
2
Wakakomborerwa uyo anorangarira mashoko aMwari nguva dzose
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.