Bhaibheri

Jesu Akadana Vadzidzi Vokutanga

Catholic · Nziyo · 177

G. Gondo

Chorus

M: Jesu akadana vadzidzi vokutanga achiti, 'Nditeverei!' V: B Jesu akadana vadzidzi vokutanga achiti nditeverei, ndichaakuitai varedzi, varedzi vevanhu S/A --- Jesu akadana vadzidzi vokutanga achiti nditeverei, ndichakuitai varedzi, varedzi vevanhu Madetembo 1: 1. Simon Peter naAndireya, nditeverei 2. Jemusi najohwani vana vaZebhedhiya, nditeverei 3. --- mwana wa ---- nditeverewo Madetembo 2: 1.Vakasiya baba vavo vakatevera Jesu 2.Vakasiya mabure avo vakatevera Jesu 3.Vakasiya pfuma yose vakatevera Jesu 4.Vachinzwa shoko, vakasiya zvose

Chorus

S/A Vakasiya zvose, vakatevera Kristo, vakasiya zvose vakatevera Jesu B --- Vakatevera Kristo, vakasiya zvosee, vakasiya vakatevera Jesu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.