Bhaibheri

Kana Muino Rudo

Catholic · Nziyo · 189

P. Taurai

Chorus

M: Kana muino rudo V: S/A Pakati penyu-u muino rudo, vose vachaziva-a kana muino rudo muri vaadzidzi vangu B --- Pe-enyu muino rudo-o, vose vachaziva-a, muri vadzidzi vangu

1

Yesu akati kuvadzidzi vake, ndinokupai mutemo mutsva unoti ...

2

Ndakakupai muenzaniso kuti mugosiitawo sezvandakakuitirai

3

Kunge muchiziva izvi makakomborerwa kana zviito zvenyu zvichiwirirana nazvo

Chorus

S/A Idanai dananai, mumwe nomumwe – sokudana-a, kwandakakuitirai B --- Dananai mumwe nomumwe --- kwandakakuitirai

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.