E.N.M. Dhliwayo Chimuti
Chorus
M:S Kana-taka-fa V: All Kana-taka-fa pamwe naKristo naye tichazorarama M: Pamwe naKristo V: All Pamwe naKristo tichazorarama
1
Handingaakusiyii muri nherera --- ndinoenda ndichadzokera kwamuri
2
Kana makamutswa pamwe naKristo --- chitsvagai zviri kumusoro
3
Mwari anobata ushe hwendudzi dzose --- Mwari agere pachigaro chake choushe
4
Imi muri rudzi rwakasharwa --- kuti muparidze kunaka kwaMwari
5
Mwari akakuwanirai --- makabva parima
6
Makawana mwenje waMwari --- norupenyu rwake
Chorus
All Takafa pamwe --- naKristo ticha-zorara-ma
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.