Bhaibheri

Kana Takafa Pamwe NaKristo

Catholic · Nziyo · 191

L.J Fifteen

Chorus

M: Kana takafa pamwe naKristo-h V: S Tichazorarama naye, kana, takafa pamwe naKristo-oh Tichazorarama pamwe naye B Tichazorarama naye, kana takafaha naKristo-oh tichazorarama-ha pamwe naye

1

Handingakusiyiyi muri nherera, ndinoenda ndichadzokera kwamuri

2

Kana mukamutswa pamwe naKristo chitsvagai zviri kumusoro

3

Mwari anobata ushe hwendudzi dzose, Mwari agere pachigaro chake choushe

4

Imi muri rudzi rudzi rwakasharwa kuti muparidze kunaka kwaMwari

Chorus

S Kana takafa pamwe naKristo-oh tichazorarama pamwe naye B Kana takafaha naKristo-oh, tichazorarama pamwe nayee

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.