M. Mukucha
Chorus
M: Kare kwakanga kusina chiedza V: S/A Kare kwakanga kusina chiedza munyika Mwari ndokuzotaura kuti chiedza chivepo, Mwari ndokutaura kuti chiedza chivepo B/T --- Kwakanga kusina chiedza munyika Mwari ndokuzotaura kuti chiedza chivepo Mwari ndokutaura kuti chiedza chivepo
1
Kuzoti nguva yasvika
2
Ngatigamuchirei mwenje
3
Mwenje wotidzivirira rutadzo
4
Uvhenekere vamwe nyika yedu ichimbidze kutambira zuva
Chorus
S/A Kwakauya Yesu kuchenesa pasi pose, mwenje wechokwadi, mwenje wechokwadi wechokwadi B Kwakauya Yesu pasi pose, mwenje wechokwadi kwakauya Yesu pasi pose mwenje wechokwadi wechokwadi
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.