Bhaibheri

Kare Kwakanga Kusina Chiedza

Catholic · Nziyo · 198

T. Nyikayaramba

Chorus

M: Kare kwakanga kusina V: S/A Kare kare --- kwakangaa kusina chiedza munyika --- Mwari ndokuzotaura kuti mwenje uvepoo, kare kare kusina chiedza. B Kare kwakangaa kusina chiedza munyika Mwari --- ndokuzotaura kuti mwenje uvepo-o kare kare kusina chiedza.

1

Kuzoti nguva yasvika – kwakauya Yesu.

2

Kuchenesa pasi pose mwenje wechokwadi.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.