Sr Perpetua Muza (Holy Cross)
Chorus
M: Kristo akanunura V: S/A Vanhu vake --- akanunura vanhu vake imbai nomufaro-o Areruya Kristo akanunura vanhu vake B Vanhu vake-he, akanunura vanhu vake imbai imbai nomufaro --- vanhu vake
1
Pururudzirai Mwari imi nyika dzose, murumbidze zita rake. Kristo akanunura ...
2
Rumbidzai mbiri yake, nokuti akatipa rupenyu. Kristo akanunura ...
3
Imbirai Mwari nziyo dzokurumbidza nokuti Mwari ndiye Mambo wedu. Kristo akanunura ...
4
Iye akamuka muvafi, ndiye akatifira pachipiyaniso. Kristo akanunura ...
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.