S. Magaya
Chorus
M: Kristo akati kuna vadzidzi Kuna vadzidzi V: B Nguva iri kuuya, uye yatosvika, pamuchandisiya ndiri ndoga... mumwe nomumwe achienda kwake --- asi --- ndisiri ndoga nokuti Baba, Baba vangu va-neni-i S/A --- Uye yatosvika nguva --- pamuchandisiya ndiri ndoga --- mumwe nomumwe achienda kwake --- ndinenge ndisiri ndoga nokuti Baba va-ngu va-neni-i (Change of drum:) S/A: Ndataura izvi zvose --- kwamuri kuti muwane rugare, rugare mandiri --- murege kurasika B: --- Ndataura izvi zvose kwamuri --- kuti muwane --- rugare mandiri murege kurasika
1
Ndataura izvi zvose 2.Kuti kana nguva yosvika
2
Mugoyeuka zvose 4.Zvandareva kwamuri
3
Kumbirai Baba 6.Vachakupai zvose
4
Tsungai mwoyo 8.Ini ndakakunda pasi
Chorus
All Murege kurasika
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.