C.T. Mujuru
Chorus
M: Kristo Mambo wembiri V: All Titumireiwo mweya wenyu, Kristo Mambo, Mambo wembiri, titumireiwo mweya wenyu
1
Kristo hwayana yedu yaMwari yakapirwa pamusana pedu.
2
Muri vapiriri vatsvene kuti mugamuchidze mupiro kunaMwari.
3
Ngatirurame murupenyu rwedu kuti tifadze Mwari.
4
Takamuka pamwe chete naYesu ngatitize kurutadzo, tigogara zvakanaka.
5
Musakanganwa kubatsirana nokuti makapiwa ruponeso rwenyu.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.