A. Nyika
Chorus
M: Kristo --- Mambo Mambo V: All Mambo wembiri Kristo titumireiwo mweya wenyu
1
Kristo hwayana yedu yaMwari --- Yakapirwa pamusana pedu
2
Muri vapiri vatsvene, kuti mugamuchidze mupiro kunaMwari
3
Ngatimuitire murupenyu rwedu, kuti tifadze Mwari
4
Takamuka pamwe chete naYesu, ngatitize kurutadzo, tigogara zvakanaka
5
Musakanganwa kubatsirana, nokuti makapiwa ruponeso rwenyu
Chorus
All Titumireiwo mweya wenyu --- Kristo Mambo wembiri
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.