J.J.Chikomo
Chorus
M Kukumbirira sangano guru ramaBhishopi Sangano guru ramaBhishopi V: S/A Baba vane rudo muvavariro yenyu makatuma mwana wenyu Yesu kuti asvitse vanhu vose kumambo hwenyu x2 B EmuAfrica Baba vane rudo muvavariro mwana wenyu Yesu kuti asvitse vanhu vose kuumambo hwenyu x2 S/A Sezvo kirike remuAfrica richigadzirira kudaidzwa kwarinoitwa kuti riparidze dama rakanaka B Kirike remuAfrica richigadzirira kudaidzwa kwarinoitwa --- riparidze dama rakanaka
1
Musangano guru ramaBhishopi tinokumbirira pane kusaziva mupe ruzivo
2
Mukugadzirira kuparidza shoko raMwari pane kutya mupe kushinga
3
Huye vazive kuti pane udzvinyiriri mupe ruenzaniso
4
Vagokwanisa kutevedzera zvose zvamakatitsidzira pane kurwisana mupe rugare
Chorus
All Dai Mweya Mutsvene wangotitungamirirawo kuti dama rakanaka riparidzwe muno munyika yedu yeAfrica
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.