Bhaibheri

Kunaka KwaMambo

Catholic · Nziyo · 226

T.M. Dunduru

Chorus

M Kunaka kwa-Mambo V: All Ravirai munzwe henyu kunaka kwaMambo --- ravirai henyu kunaka kwaMambo ravirai munzwe henyu Change of drums:

1

Vhenekera Yerusarema,

2

Nokuti chiedza chako chakasvika

3

Rima rakafukidza nyika,

4

Asi mbiri yamwari yakaonekwa pamusoro payo

5

Marudzi achauya kuchiedza chako,

6

Namadzimambo kumbiri yakabudirira

7

Mambo achava kwauri chiedza chisingaperi,

8

NaMwari wako kunaka kwako

9

Zuva rako harichazoviri,

10

Mwedzi wako haungatapudzwi

11

Nokuti Mambo achava chiedza chako chisingaperi,

12

Mazuva okuchema kwako achaguma

Chorus

All Munhu anovimba naye akakomborerwa, ravirai kunaka kwaMambo

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.