J.V. Chinondo
Chorus
M: S/A Kwaziwai mai vaMwari Kudavira & Chorus: S/A Mai vaMwari makatiberekera Mambo kwaziwai mai vaMwari makatiberekera Mambo wedu B Kwaziwai mai vaMwari makatiberekera Mambo mai vaMwari makatiberekera Mambo
1
Mwoyo wangu unotutuma norumbo rwakanaka ndinotenda Mambo, Mambo Yesu akanakanaka kudarika vanhu vose
2
Mwari akamukomborera nokuti akarurama, chigaro chake chiripo nokusingaperi tsvimbo youshe hwake itsvimbo yorugare
3
Naizvozvo Mwari akamuzora mafuta okurara, ndichaparidza zita rake kusvika kumarudzi ose
4
Ndudzi dzose dzavanhu dzichakukudzai nokusingaperi, vakudziwe Baba noMwanakomana naMweya Musande
5
Sezvakanga zviri pakutanga nazvino nakare kwose nemisi isingaperi Amen
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.