Bhaibheri

Kwaziwai Mai VaMwari

Catholic · Nziyo · 249

C. Chinyanda

Chorus

M: Mai vaMwari kwaziwai V: S/A Mai vaMwari kwaziwai mai vaMwari—kwaziwai makati - Berekera Mambo weduu makatiberekera haa Mambo wedu B Mai vaMwari kwaziwai mai vaMwari—kwaziwai – makati - Berekera Mambo weduu huu makatiberekera- haa Mambo wedu

1

Moyo wangu unotutuma norumbo rwakanaka ndinotenda Mambo

2

Mambo Yesu akanakanaka kudarika vanhu vose

3

Mwari akamukomborera nokuti akarurama

4

Ndichaparidzira zita renyu kusvika kumarudzi ose

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.