M. Augustine
Chorus
M: S/A Kwaziwai Maria muzere girasiya Mambo anemi V: S/A Makakomborerwa panavakadzi Makakomborerwa – akakomborerwa mwana wemimba yenyu Yesu B Makakomborerwa – pana vakadzi ---makakomborerwa ---akakomborerwa --- wemimba yenyu Yesu (x2) M: S/A Maria musande – amai vaMwari V: All Tireverereiwo – (Isu) Tireve-rere-iwo isu vatadzi Zvino napanguva yokufa kwedu (x2) (Change of Beat: for Chorus) S/A Maria Musande – Amai tirevereiwo
Chorus
S/A/B Tireverereiwo-o Maria Amai- Muzere girasiya – makakomborerwa Amai vaMwari – Tireverereiwo (x2)
1
Makakomborerwa pana pavakadzi – Maria Musande
2
Akakomborerwa mwana wemiba yenyu Yesu Mwana wemimba yenyu Yesu – Maria Musande
3
Tirevereiwo isu vatadzi – Maria Musande
4
Zvino napanguva yekufa kwedu – Nguva yokufa kwedu Amen – Maria Musande
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.