Bhaibheri

Mambo Akwira Kudenga

Catholic · Nziyo · 282

Sr Martha Chrysostoma Muza (LCBL)

Chorus

M:S Mambo akwira kudenga V: S/AT Uchirai mosee Mambo akwira kudenga, uchirai mose Mambo akwira kudenga B Mose uchirai Mambo Mambo akwira kudenga uchirai Mambo Mambo akwira kudenga

1

Pururudzirai Mwari imi nyika dzose

2

Murumbidze zita rake

3

Rumbidzai mbiri yake

4

Nokuti akatipa rupenyu

5

Imbirai Mwari nziyo dzokurumbidza

6

Nokuti Mwari ndiye Mambo wedu

7

Iye akamuka muvafi

8

Ndiye akatifira pachipiyaniso

9

Vakudziwe Baba noMwanakomana naMweya Musande

10

Sezvakanga zviri pakutanga nazvino nakare kose, nemisi isingaperi Amen

Chorus

S/A/T Uchirai mose Mambo akwira kudenga B Uchirai Mambo Mambo akwira kudenga

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.