H.M. Gambiza
Chorus
M: Mambo isimba rangu V: All Mambo isimba rangu norwuyo rwomuromo wangu, Mambo isimba rangu
1
Tendai Mwari nokuti wakanaka, ngoni dzake hadziperi narinhi
2
Mwari ari parutivi rwangu, munhu angandiiteiko
3
Zviri nani kutizira kuna Mwari pano kuvimba nomunhu
4
Vakaipa vakandikomba senyuchi vakadzimwa somoto weminzwa
5
Mwari ndiye simba rangu norwuyo rwangu, iye akava muponesi wangu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.