A. Chamunorwa
Chorus
M: Mambo isimba rangu x2 V: S/A Mambo isimba ranguu Mambo, isimba norwiyo rwomuromo wangu, isimba rangu Mambo wanguu – isimba rangu Mambo norwiyo rwomuromo wangu B Isimba rangu Mambo – Mambo wangu Mambo – isimba rangu Mambo isimba rangu Mambo norwiyo rwomuromo wangu
1
Tendai Mwari nokuti wakanaka, ngoni dzake hadziperi narinhi, Mwari ari parutivi rwangu, munhu angandiiteiko.
2
Zviri nani kutizira kuna Mwari pano kuvimba nomunhu, vakaipa vakandikomba senyuchi vakadzimwa somoto weminzwa.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.