T.M. Dunduru
Chorus
M: Mambo makadzikinura Makadzikinura V: S/A Marudzi ose neropa renyu dzvene – Mambo maka-dzikinura neropa renyu B Marudzi neropa renyu dzvene – maka-dzikinura neropa renyu
1
Munomirireiko kure pakundibatsira, napamashoko okuchema kwangu
2
Ndinodana masikati asi hamupinduri, nousiku asi handiwani zororo
3
Ini ndiri honye, handizi munhu, ndiri chinhu chinozvidzwa navanhu
4
Regai kuva kure neni, nokuti njodzi iri pedyo
5
Ndakaiswa kwamuri, kubva ndichiri mudumbu ramai vangu
6
Ndimi Mwari wangu, kubva ndichiri pazamu ramai vangu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.