Br J.D. Musambasi
Chorus
M Mambo Mwari ngarumbidzwe V: S/A Nokuti wakashanyira vanhu vake Mambo Mwari ngaarumbidzwe B --- Wakashanyira vanhu vake kuzovanunura Mwari ngaarumbidzwe
1
Wakatimutsira mununuri anesimba womumba maDavidi muranda wake
2
Ndizvo zvaakatitsidzira nemiromo yavasande vake vechinyakare vaiporofita
3
Kutinunura kumhandu dzedu nomumaoko avose vanotivenga
4
Nokunzwirawo madzibaba edu tsitsi achiyeuka chitenderano chake chinoera
Chorus
S/A: Kuti timuitire tisingatyi muusande nouururami pamberi pake mazuva edu ose B Timuitire tisingatyi muusande nouururami --- pake mazuva edu ose
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.