J Kaseke
Chorus
M: S/A Mambo Mwari wangu ndinozvipira kwamuri ini pauzima V: S/A Ndinokupai kufunga kwangu --- namabasa angu ose --- muneizvi zvose- zvose-zvose ndezvenyu B: Kufunga kwangu --- imii mambo - angu ose muneizvi zvose zvandinoti ndinokupai zvose ndezvenyu.
1
Chitarisai Mambo ndinozvipirawo kwamuri imi pauzima
2
Nyangwe ndiri murombo zvangu ndinozvipira kwamuri imi pauzima
3
Mambo Mwari munamasimba ose gamuchirai mupiro wangu ini muranda wenyu
Chorus
S/A Itai kuti ndikudei imi chete – imi – chete - ndikushandirei imi navanhu vose B Ndikudei imi chete - imi chete - ndikushandirei imi navanhu vose
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.