L. Maphosa
Chorus
M: Mambo ndiMwari mukudzei V: S/A Mukudzei Mwari Mamb, mukudzei Mambo ndiMwari-i, mukudzei Mwari Mambo areruya B Mambo ndiMwari mukudzei Mwari-hi mukudzei Mwari Mambo areruya
1
Tarirai ishe naMambo anouya nokukunda noumambo
2
Nokuti zvose zviri kudenga nezviri pasi ndezvenyu
3
Ukuru ndohwenyu nesimba nembiri munobata umambo pamusoro pezvose
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.