Bhaibheri

Mambo NdiMwari

Catholic · Nziyo · 326

L. Hakireni

Chorus

M Mambo ndiMwari V: S Mwari mukudzei hon'o Alleluya B E --- mukudzei Alleluya Alleluya

1

Tarirai ishe naMambo anouya nokukunda noumambo

2

Nokuti zvose zviri kudenga nezviri pasi ndezvenyu

3

Ukuru ndohwenyu nesimba nembiri munobata umambo pamusoro pezvose

4

Makakudzwa muri pamusoro pezvose paruoko rwenyu pane simba noumambo

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.