L.Kaseke
Chorus
M:S/A Ari pano Yesu V:S/A Chingwa chavangere ari pano Yesu anouya nhasi timurumbidzei uyai Yesu wadiwa kuchenesa moyo wangu ini mutadzi B Chingwa chavangere ari pano Yesu anouya nhasi timurumbidzei ndimi Yesu munogona kuchenesa moyo wangu ini mutadzi
1
Munoda kupinda mumoyo mangu uyai kurumidzai ndinokusuwai
2
Asi Yesu wangu ndiri mutadzi munopinda seiko mumwoyo mangu
3
Munogona ndimi Yesu wadiwa kuchenesa moyo wangu ini mutadzi
Chorus
S/A Uyai Yesu madiwa kuchenesa moyo wangu ini mutadzi B Ndimi Yesu munogona kuchenesa moyo wangu ini mutadzi
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.