R. Kahondo
Chorus
M: Baba muna masimba ose V:S/A Mutsai mwoyo wangu ndikutendei pane zvamandiitira mandipa simba rokukunda nokunyadzisa muidzi B Mutsai mwoyo wangu ndikutendei zvamandiitira mandipa simba rokukunda nokunyadzisa muidzi
1
Simba iro ndiro randinovimba naro nguva dzose
2
Ndisina simba renyu handigoni kumira muururami
3
Nditumirei mweya wenyu musande kuti anditungamirire
4
Ndinoda kukufadzai pose pandinenge ndiri
5
Handidi kukutadzirai Amen
Chorus
All Musazondisiya ndiri ndoga nokuti nzira dzasatani dzakawanda
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.