S.M. Ponde
Chorus
M: Mambo ndiye mufudzi wangu x2 V: All --- Mufudzi hapana chandingashaiwa x2
1
Anondiradzika pamafuro manyoro anondisesedza pamvura inozorodza
2
Unyoro norunako zvichanditevera, anoponesa mweya wangu
3
Anondifambisa panzira dzakarurama nokuda kwezita rake
4
Kunyangwe ndikafamba mumupata werima, handingatyi
5
Tsvimbo yake inondinyaradza anondigadzirira dara pamberi pavavengi vanhu
6
Akazodza musoro wangu mafuta mukombe wangu unopfachuka
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.