Chatindo
Chorus
M: Mambo pachake ndiye rugare rwedu Mambo Pachake ndiye rugare rwedu Mambo V: S/A Mambo ndiye wakaita kuti marudzi ose –ave rudzi rumwe chete. B Mambo ndiye wakaita kuti marudzi ose –marudzi ose ave rudzi rumwe chete.
1
Uyai pamberi pake muchiimba
2
Muchiimba nomufaro
3
Zivai kuti Mambo ndiye Mwari
4
Ndiye Mwari akatiita
5
Tiri rudzi rwake
6
Makwai edanga rake
7
Pindai pamusuwo wake muchitenda
8
Rumbidzai zita rake muchiti mazvita
Chorus
S/A Nyika dzose pururudzirai Mambo B Nyika dzose dzose pururudzirai Mambo
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.