H.M. Gambiza
Chorus
M Mambo tambirai V: S/A Tambirai mwana wenyu Mambo mugare naye misi yose mwana ndowenyu uyu Mambo B --- Mwana wenyu Mambo mugare naye misi yose mwana --- uyu Mambo
1
Mambo mukayeuka zvivi, angasarangwa ndianiko.
2
Munzwireiwo tsitsi Mambo mumutore mugare naye.
3
Muregerere-iwo Mambo zvitema zvake zvose zvose.
4
Mwana ndowenyu uyu Mambo musamukande kwakadaro.
5
Tandirai vavengi kure vanoda kuti vamutore.
6
Ngaasvike kwamunogara kuupenyu husingaperi.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.