Bhaibheri

Mambo Tinokumbira Mutipewo

Catholic · Nziyo · 349

S. Mubaiwa

Chorus

M: Mambo tinokumbira mutipewo chipo-o V: All Mambo tinokumbira kuti mutipewo chipo chokutaura zvinokufadzai zvoga imi makatuma pasi shoko renyu anova ndiye mwanakomana wenyu Yesu Kristo-o

1

Ngakuve kwezvirokwazvo nokuti imi muri zvirokwazvo

2

Ngakuve kuzere nechipo nokuti muri runako nechido

3

Tinoda kuzadzisa manzwi akataurwa naJemisi mupostori

4

Munhu asingakanganisi mukutaura kwake ndiye munhu ane hunhu huzere-e

Chorus

S/A Itai kuti timutevedzere mukutaura kwake kutaura kwake kwezvirokwazvo-o B Itai kuti timutevedzere mukutaura kwake – kwake kwezvirokwazvo

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.