Zukwa
Chorus
M Mambo wedu achipinda V:S --- Muguta dzvene vana vakamuimbira vachiti hosana kumusoro-soro B Achipinda muguta dzvene vakamuimbira --- hosana
1
Vakaparidza kumuka kwakazoita Kristo vachiti
2
Vaina masanzu emirara vachiti
3
Vanhu vakati vachinzwa kuti Yesu auya vachiti
4
Auya muYerusarema vachiti
5
Vakaenda kunomugamuchira vachiti
Chorus
S Hosana kumusoro-soro B Hosana hosana
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.