Bhaibheri

Mambo Wedu Achipinda

Catholic · Nziyo · 375

A. Nyika

Chorus

M Mambo wedu achipinda muguta dzvene --- vachitii V: All Vana vakamuimbira vachiti --- Hosana ho-sana kumusorosoro ho-sana kumusorosoro

1

Vakaparidzira kumuka kwakazoita Kristo vaina masanzu emirara, vachitii

2

Vanhu vakati vachinzwa kuti Yesu auya muJerusarema vakaenda kundomuchingamidza, vachitii

Chorus

All Hosana --- ho-sana kumusorosoro hosana kumusorosoro

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.